Mariko 10:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona52 Jesu akati kwaari, “Chienda zvako, chitendero chako chakuponesa.” Pakarepo akabva avakuona, akatevera Jesu munzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Jesu akati kwaari: Enda hako, kutenda kwako kwakuponesa. Pakarepo akaʋona, akateʋera Jesu munzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Jesu akati kwaari, “Enda hako, kutenda kwako kwakuponesa.” Pakarepo akaona, akatevera Jesu munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Jesu akati kwaari, “Chienda zvako, chitendero chako chakuponesa.” Pakarepo akabva avakuona, akatevera Jesu munzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Jesu akati, “Enda hako, kutenda kwako kwakuporesa.” Pakarepo meso ake akasvinudzwa uye akatevera Jesu munzira. Viz kapitola |