Mariko 10:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ipapo Jesu akamira, akati: Muɗanei. Ʋakaɗana ɓofu, ʋaciti kwariri: Tsuŋga mŋoyo, simuka, unokuɗana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Ipapo Jesu akamira, akati, “Mudanei.” Vakadana bofu, vachiti kwariri, “Tsunga mwoyo, simuka, anokudana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Jesu akamira akati, “Mudanei.” Saka vakadana murume uya bofu vakati, “Tsunga mwoyo! Simuka! Anokudana.” Viz kapitola |