Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 asingazowana zvakapetwa kazana iye zvino munguva ino, misha, vakoma navanun'una, nehanzvadzi, nanaamai, navana, neminda pamwe nokutambudzwa panguva ino noupenyu husingaperi panguva ichauya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 usiŋgazopiwi ɀinezana neŋguʋa ino, dzimba naʋanuŋuna, nehanɀadzi, namadzimai, naʋana, neminda, pamŋe cete nokuʋeŋgwa, noʋupenyu bgusiŋgaperi neŋguʋa inoʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 asingazopiwi zvine zana nenguva ino, zvedzimba vakoma navanun'una, nehanzvadzi, namadzimai, navana, neminda, pamwechete nokuvengwa, noupenyu husingaperi nenguva inouya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 asingazowana zvakapetwa kazana iye zvino munguva ino, misha, vakoma navanun'una, nehanzvadzi, nanaamai, navana, neminda pamwe nokutambudzwa panguva ino noupenyu husingaperi panguva ichauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 achakundikana kugamuchira zvakawanda kakapetwa kazana munguva ino (misha, vanunʼuna, hanzvadzi, vanamai, vana neminda, uye pamwe chete naizvozvo, kutambudzika) uye panguva inouya, upenyu husingaperi.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy