Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ivo vakashamiswa zvikuru kwazvo vakataurirana vachiti, “Ndiani zvino angagone kuponeswa?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ipapo ʋakakahadzika ɀikuru, ʋakati kwaari: Ndianiko uŋgagoponeswa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ipapo vakakahadzika zvikuru, vakati kwaari, “Ndianiko angagoponeswa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ivo vakashamiswa zvikuru kwazvo vakataurirana vachiti, “Ndiani zvino angagone kuponeswa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vadzidzi vakanyanya kushamiswa, uye vakati pakati pavo, “Zvino ndianiko angaponeswa?”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy