Mariko 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vadzidzi vakashamiswa kwazvo namazwi ake. Asi Jesu akataurazve achiti kwavari, “Vakomana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋadzidzi ʋakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu wakapindura ɀe, akati kwaʋari: Ʋana, ɀinorema sei kunaʋanoʋimba nefuma kupinda paʋushe bgaMŋari! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vadzidzi vakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu akapindurazve, akati kwavari, “Vana, zvinorema sei kuna vanovimba nepfuma kupinda muushe hwaMwari! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vadzidzi vakashamiswa kwazvo namazwi ake. Asi Jesu akataurazve achiti kwavari, “Vakomana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vadzidzi vakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu akatizve, “Vana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari! Viz kapitola |