Mariko 10:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi wakaȿiɓa mŋoyo neshoko iro, akaenda neshuŋgu, nokuti wakaŋga anefuma zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Anzwa izvi akasuwa kwazvo. Akaenda akasuwa, nokuti akanga ane pfuma zhinji. Viz kapitola |