Mariko 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna‐wakanaka, asi mumŋe cete, iye Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Jesu akati kwaari, “Anondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jesu akapindura akati, “Unondiidzireiko akanaka? Hakuna munhu akanaka kunze kwaMwari oga. Viz kapitola |