Mariko 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Kuzoti vava kumba vadzidzi vakamubvunza zvakare nezvenyaya iyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino mumba ʋadzidzi ʋakamubvunza ɀe pamsoro paiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino mumba vadzidzi vakamubvunzazve pamusoro paizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kuzoti vava kumba vadzidzi vakamubvunza zvakare nezvenyaya iyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakati vapindazve mumba, vadzidzi vakabvunza Jesu pamusoro paizvozvi. Viz kapitola |