Mariko 1:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Guta rose rakaungana pamusuo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Guta rose rakaŋga raʋuŋgana pamukoʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Guta rose rakanga raungana pamusuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Guta rose rakaungana pamusuo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Guta rose rakaungana pamukova, Viz kapitola |