Mariko 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Pakarepo Mweya akamuendesa kurenje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Pakarepo Mŋeya wakamuɓuɗisira kurenje; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Pakarepo Mweya akamubudisira kurenje; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pakarepo Mweya akamuendesa kurenje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Pakarepo Mweya akamutumira kurenje, Viz kapitola |