Mariko 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Achangoti budei mumvura, akaona matenga achizaruka naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Pakarepo aciɓuɗa mumvura, akaʋona ɗeŋga ricizarurwa, noMŋeya uciɓurukira pamsoro pake senjiʋa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Pakarepo achibuda mumvura, akaona denga richizarurwa, naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Achangoti budei mumvura, akaona matenga achizaruka naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu paakanga ava kubuda mumvura, akaona denga richizarurwa uye Mweya achiburukira pamusoro pake senjiva. Viz kapitola |