Maraki 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Makapinda jambwa nokuti muri kundibira, iyemi rudzi rwenyu rwose zvarwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makatukwa nokutuka; nokuti munondiɓira, irwo rudzi urwu rwose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Makatukwa nokutuka; nokuti munondibira, urwo rudzi urwu rwose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Makapinda jambwa nokuti muri kundibira, iyemi rudzi rwenyu rwose zvarwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Makatukwa, rudzi rwenyu rwose, nokuti muri kundibira. Viz kapitola |