Maraki 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 “Chiripo ndechokuti ini Tenzi handisanduke–sanduke naizvozvo imiwo vanakomana vokwaJakobho hamuna kutsakatika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ini Jehova handishanduki, saka imi, ʋanakomana ʋaJakobo, mugere kuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nokuti ini Jehovha handishanduki, saka imi, vanakomana vaJakobho, mugere kuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Chiripo ndechokuti ini Tenzi handisanduke–sanduke naizvozvo imiwo vanakomana vokwaJakobho hamuna kutsakatika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Ini Jehovha handishanduki. Saka imi, rudzi rwaJakobho, hamuna kuparadzwa. Viz kapitola |