Maraki 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi ndiani uŋgatsuŋga nezuʋa rokuʋuya kwake? Ndiani uŋgamira kana aciʋonekwa? Nokuti wakafanana nomŋoto womunatsi, nesipo yomusuki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Asi ndiani ungatsunga nezuva rokuuya kwake? Ndiani angamira kana achionekwa? Nokuti akafanana nomoto womunatsi, nesipo yomusuki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi ndiani angatsunga pazuva rokuuya kwake? Ndiani angamira paanoonekwa? Nokuti achava somoto womunatsi kana sipo yomusuki. Viz kapitola |