Maraki 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Ivavo vachava vanhu vangu,” ndizvo zviri kureva Tenzi wehondo nehondo. “Vachava upfumi hwangu hwakakosha kwazvo pazuva randichazoita zvandinoita. Uye ndichavachengetedza sokuchengetedza kunoita munhu mwana wake mukomana anomushandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋacaʋa ʋaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo — iʋo ʋaŋgu caiʋo, nezuʋa randicaɀiita; ndicaʋanzwira tsitsi, somunhu unonzwira tsitsi mŋanakomana wake unomuɓatira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vachava vangu ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo ivo vangu chaivo, nezuva randichazviita; ndichavanzwira tsitsi, somunhu anonzwira tsitsi mwanakomana wake anomubatira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Ivavo vachava vanhu vangu,” ndizvo zviri kureva Tenzi wehondo nehondo. “Vachava upfumi hwangu hwakakosha kwazvo pazuva randichazoita zvandinoita. Uye ndichavachengetedza sokuchengetedza kunoita munhu mwana wake mukomana anomushandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Vachava vangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “pazuva randichaunganidza pfuma yangu inokosha. Ndichavanzwira tsitsi, somunhu anonzwira tsitsi mwanakomana wake anomushandira. Viz kapitola |