Online Bible

- Reklamy -




Maraki 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vanhu vaitya Tenzi vakataurirana. Tenzi akateerera akavanzwa. Izvozvo bhuku roKuyeuchidza ravanhu vanotya Tenzi navanhu vanofunga nezvezita rake rakanyorwa mberi kwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo ʋaitya Jehova ʋakataurirana, Jehova akaterera, akanzwa, buku yokuraŋgaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuɗa kwaʋanotya Jehova, ʋaciraŋgarira zita rake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akaterera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vanhu vaitya Tenzi vakataurirana. Tenzi akateerera akavanzwa. Izvozvo bhuku roKuyeuchidza ravanhu vanotya Tenzi navanhu vanofunga nezvezita rake rakanyorwa mberi kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo vaya vaitya Jehovha vakataurirana, uye Jehovha akateerera akanzwa. Bhuku rechirangaridzo rakanyorwa pamberi pake pamusoro pavanotya Jehovha uye nevanoremekedza zita rake.

Viz kapitola kopírovat




Maraki 3:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy