Maraki 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi zvino zvatiri kuona ndezvokuti vanozvikudza ndivo vakatokomborerwa zvavo. Vaiti vezvakaipa havasi kungobudirira chete asi kutoti kunyange vakaedza zvavo Mwari vanopunyukawo.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino tinoti ʋanoɀikudza ndiʋo ʋakafara; ɀirokwaɀo, ʋanoita ɀakaipa ndiʋo ʋanoʋakiswa; ɀirokwaɀo, ʋanoidza Mŋari ʋacipukunyuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino tinoti vanozvikudza ndivo vakafara; zvirokwazvo, vanoita zvakaipa ndivo vanovakiswa; zvirokwazvo, vanoidza Mwari vachipukunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi zvino zvatiri kuona ndezvokuti vanozvikudza ndivo vakatokomborerwa zvavo. Vaiti vezvakaipa havasi kungobudirira chete asi kutoti kunyange vakaedza zvavo Mwari vanopunyukawo.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Asi zvino tinoti vanozvikudza vakaropafadzwa. Zvirokwazvo vaiti vezvakaipa vanobudirira uye naivo vaya vanoedza Mwari vanopunyuka.’ ” Viz kapitola |