Online Bible

- Reklamy -

Maraki 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Asi imimi makatsauka mugwara, makaitisa kuti vakawanda vapingiridzwe nechidzidziso chenyu. Makan'oresa chitenderano chokwaRevhi ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi imi makatsauka panzira; makagumbusa ʋazhinji pamurairo; makaȿiɓisa suŋgano yaRevi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi imi makatsauka panzira; makagumbusa vazhinji pamurayiro; makasvibisa sungano yaRevhi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Asi imimi makatsauka mugwara, makaitisa kuti vakawanda vapingiridzwe nechidzidziso chenyu. Makan'oresa chitenderano chokwaRevhi ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi imi makatsauka panzira uye nedzidziso yenyu makagumbusa vazhinji; makaputsa sungano naRevhi,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat

Maraki 2:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy