Mapisarema 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 TENZI ndiye nzvimbo yokupotera yavanhu vanodzvinyirirwa ndiye nzvimbo yokupotera panguva yenhamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova ucaʋa nhare yakasimba kunaʋanomanikidzwa, Nhare yakasimba paŋguʋa yokutambudzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha achava nhare yakasimba kuna vanomanikidzwa, Nhare yakasimba panguva yokutambudzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 TENZI ndiye nzvimbo yokupotera yavanhu vanodzvinyirirwa ndiye nzvimbo yokupotera panguva yenhamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha ndiye nhare yavakamanikidzwa, nhare yakasimba panguva yokutambudzika. Viz kapitola |