Mapisarema 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Vavengi vakatsvairwa; vava matongo nokusingaperi. Maguta avo angove matongo zvokurangarirwa havachamborangarirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋaʋeŋgi ʋakapera, ʋakaparadzwa nokusiŋgaperi; Makaparadza maguta aʋo, Neciyeʋudzo cawo cakaparara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vavengi vakapera, vakaparadzwa nokusingaperi; Makaparadza maguta avo, Nechiyeudzo chawo chakaparara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vavengi vakatsvairwa; vava matongo nokusingaperi. Maguta avo angove matongo zvokurangarirwa havachamborangarirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kuparadzwa kusina magumo kwakakunda muvengi, makadzura maguta avo; kunyange chiyeuchidzo chavo chakaparara. Viz kapitola |