Mapisarema 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti iye, unotsiʋa ropa, unoʋaraŋgarira; Haakaŋganwi kucema kwaʋarombo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti iye anotsiva ropa anorangarira; haashayiri hanya kuchema kwavanotambudzwa. Viz kapitola |