Mapisarema 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makamuɓatisa ʋushe bgamaɓasa amaʋoko enyu; Makaisa ɀose pasi petsoka dzake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makaita kuti ave ndiye anotonga mabasa amaoko enyu, mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makamuita mutongi pamusoro pebasa ramaoko enyu; mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake: Viz kapitola |