Mapisarema 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Anochera hunza, woifonon'ona ozowira mugomba raachera iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Wakacera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakacera iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akachera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakachera iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Anochera hunza, woifonon'ona ozowira mugomba raachera iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uyo anochera gomba, akaridzikisa achawira mugomba raachera. Viz kapitola |