Mapisarema 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana munhu akasapinduka, Mwari anorodza bakatwa rake anotatamura nokukunga uta hwake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana munhu asiŋgatendeʋuki, iye ucarodza munondo wake; Wakakuŋga ʋuta bgake, akaʋugadzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kana munhu asingatendeuki, iye acharodza munondo wake; Akakunga uta hwake, akahugadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana munhu akasapinduka, Mwari anorodza bakatwa rake anotatamura nokukunga uta hwake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kana munhu asingatendeuki, iye acharodza munondo wake; achakunga uta hwake agogadzirira. Viz kapitola |