Mapisarema 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ibvai kwandiri imi vaiti vezvakaipa nokuti TENZI akanzwa izwi rokuhwihwidza kwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ibvai kwandiri, imi ʋaɓati ʋose ʋeɀakaipa; Nokuti Jehova wakanzwa inzwi rokucema kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ibvai kwandiri, imi vabati vose vezvakaipa; Nokuti Jehovha akanzwa izwi rokuchema kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ibvai kwandiri imi vaiti vezvakaipa nokuti TENZI akanzwa izwi rokuhwihwidza kwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ibvai pandiri, imi mose munoita zvakaipa, nokuti Jehovha anzwa kuchema kwangu. Viz kapitola |