Mapisarema 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndicaʋata pasi norugare, ndiɓatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehova munondigarisa pakasimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba. Viz kapitola |