Mapisarema 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndinongoti pasi rarei ndobva ndakotsira. Ndozomukazve nokuti TENZI anondichengeta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakaʋata pasi ndikaɓatwa nehope; Ndikamuka; nokuti Jehova unonditsigira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ndakavata pasi ndikabatwa nehope; Ndikamuka; nokuti Jehovha anonditsigira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndinongoti pasi rarei ndobva ndakotsira. Ndozomukazve nokuti TENZI anondichengeta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndinovata pasi ndigokotsira; ndinomukazve, nokuti Jehovha anonditsigira. Viz kapitola |