Mapisarema 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi iʋe nhaka yako, Nemigumo yenyika ɀiʋe ɀako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako. Viz kapitola |