Mapisarema 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndudzi dzinoitireiko ɓope, Naʋanhu ʋanofuŋgireiko ɀisinamaturo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ndudzi dzinoitireiko bope, Navanhu vanofungireiko zvisina maturo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanofungireiko zvisina maturo? Viz kapitola |