Mapisarema 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Muʋeŋgi waŋgu arege kuti: Ndamukunda; Ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋarege kufara kana ndicizunuŋguka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Muvengi wangu arege kuti, “Ndamukunda;” Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 muvengi wangu achati, “Ndamukurira ndamukunda,” uye vadzivisi vangu vachapembera kana ndawa. Viz kapitola |