Mapisarema 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unoti mumŋoyo make: Handiŋgazunuŋguswi; Handiŋgaʋi panhamo kuȿikira kumarudzi aŋgu ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Anoti mumwoyo make, “Handingazununguswi; Handingavi panhamo kusvikira kumarudzi angu ose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Anoti pakufunga kwake, “Hakuna chichandizungunusa; ndichagara ndakafara uye handingatongotambudziki.” Viz kapitola |