Mapisarema 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti wakaipa unoɀirumbidza pamsoro peɀinoɗa mŋoyo wake, Unoruciʋa unoramba Jehova nokumuɀidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda mwoyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Anozvirumbidza pamusoro pezvinopangwa nomwoyo wake; anoropafadza vanokara uye anozvidza Jehovha. Viz kapitola |