Mapisarema 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pakuɀikudza kwake wakaipa unotambudza murombo ɀikuru; Ŋgaʋaɓatwe namano aʋakafuŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Pakuzvikudza kwake akaipa anotambudza murombo zvikuru; Ngavabatwe namano avakafunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pakuzvikudza kwake munhu akaipa anovhima vasina simba, vanobatwa namano okufunga kwake. Viz kapitola |