Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋarume ʋaiʋa parwendo naye, ʋakamira ʋanyerere, ʋacinzwa inzwi, asi ʋasiŋgaʋoni munhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Varume vaiva parwendo naye, vakamira vanyerere, vachinzwa izwi, asi vasingaoni munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Varume vaifamba naSauro vakamira vakashaya chokutaura; vakanzwa inzwi asi havana kuona kana munhu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 9:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy