Mabasa 9:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Iye akati, “Ko ndimi aniko Tenzi?” Iye akati, “Ndini Jesu wauri kutambudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iye akati: Ndimi aniko, Ishe? Akati: Ndini Jesu waunotambudza; [ɀinokuremera kupfura ɀiɓayiso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Iye akati, “Ndimi aniko, Ishe?” Akati, “Ndini Jesu waunotambudza; zvinokuremera kupfura zvibayiso.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iye akati, “Ko ndimi aniko Tenzi?” Iye akati, “Ndini Jesu wauri kutambudza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Sauro akabvunza akati, “Ndimi aniko, Ishe?” Iye akapindura akati, “Ndini Jesu wauri kutambudza. Viz kapitola |