Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 9:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Zvakazivikanwa muJopa yose, vanhu vazhinji vakadavira muna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Ɀikazikanwa naʋose paJopa; ʋazhinji ʋakatenda kunaShe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Zvikazikanwa navose paJopa; vazhinji vakatenda kuna Ishe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Zvakazivikanwa muJopa yose, vanhu vazhinji vakadavira muna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Izvi zvakazivikanwa muJopa yose, uye vanhu vazhinji vakatenda kuna She.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 9:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy