Mabasa 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino Pita zvaaifamba–famba mukati mavo vose akaendawo kuvatsvene vaigara kuRidha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino Petro wakati acipote‐nyika kwose, akaɓurukira ʋo kuʋatȿene ʋakaŋga ʋagere Rida. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino Petirosi akati achipota nyika kwose, akaburukirawo kuvatsvene vakanga vagere Ridha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino Pita zvaaifamba–famba mukati mavo vose akaendawo kuvatsvene vaigara kuRidha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Petro paakanga achifamba achipota nenyika, akashanyira vatsvene muRidha. Viz kapitola |