Mabasa 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Vaigaririra pamisuo mikuru siku nesikati kuti vamuuraye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi kuraŋgana kwaʋo kwakazikanwa naSauro. Ʋakarinda ʋo masuʋo masikati noʋusiku, kuti ʋamuʋuraye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Asi kurangana kwavo kwakazikanwa naSauro. Vakarindawo masuo masikati nousiku, kuti vamuuraye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vaigaririra pamisuo mikuru siku nesikati kuti vamuuraye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 asi Sauro akanzwa nezverangano yavo. Vakarinda masuo eguta masikati nousiku vachiitira kuti vagomuuraya. Viz kapitola |