Mabasa 8:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Muyuniki akati kuna Firipi, “Nditaurirewo kuti muporofita uyu ari kutaura nezvani, nezvake here kana kuti nezvomumwewo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Muranda akapindura Firipo, akati: Ndinokumbira kwauri, undiʋudze kuti muprofita unoreʋa aniko aciɗaro? Unoɀireʋa iye amene, kana mumŋe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Muranda akapindura Firipi, akati, “Ndinokumbira kwauri, undiudze kuti muporofita anoreva aniko achidaro? Anozvireva iye amene, kana mumwe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Muyuniki akati kuna Firipi, “Nditaurirewo kuti muporofita uyu ari kutaura nezvani, nezvake here kana kuti nezvomumwewo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Muyunaki uyu akabvunza Firipi akati, “Ndapota, ndiudze, muprofita ari kutaura pamusoro paaniko, anozvireva iye kana mumwe munhuwo?” Viz kapitola |