Mabasa 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Firipo akamhanyira’ko, akamunzwa aciraʋa muprofita Isaya, akati: Unonzwisisa ɀaunoraʋa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Firipi akamhanyirako, akumunzwa achirava muporofita Isaya, akati, “Unonzwisisa zvaunorava here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murume uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, “Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?” Viz kapitola |