Mabasa 8:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 nokuti ndinoona kuti mwoyo wako uzere nenduru inovava uye uri musungwa wouipi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti ndinoʋona kuti wapinda munduru inoʋaʋa, napakusuŋgwa kusakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Nokuti ndinoona kuti wapinda munduru inovava, napakusungwa kusakarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti ndinoona kuti mwoyo wako uzere nenduru inovava uye uri musungwa wouipi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Nokuti ndinoona kuti iwe uzere nduru inovava uye wakasungwa nechivi.” Viz kapitola |