Mabasa 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akati zvizvarwa zvake zvichava vatorwa munyika yavamwe vachavaita varanda nokuvabata zvakaipa kwamakore mazana mana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋari akataura, aciti, ʋana ʋake ʋacaʋa ʋatorwa kunyika yaʋamŋe; ʋacaʋaita ʋaranda, nokuʋaʋonesa nhamo makore anamazana manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Mwari akataura, achiti, vana vake vachava vatorwa kunyika yavamwe; vachavaita varanda, nokuvaonesa nhamo makore ana mazana mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akati zvizvarwa zvake zvichava vatorwa munyika yavamwe vachavaita varanda nokuvabata zvakaipa kwamakore mazana mana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mwari akataura naye achiti, ‘Zvizvarwa zvako zvichava vatorwa munyika isiri yavo, uye vachaitwa varanda vagotambudzwa kwamakore mazana mana. Viz kapitola |