Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:59 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

59 Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

59 Ʋakataka Stefano, aciɗana aciti: Ishe Jesu, gamucirai mŋeya waŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

59 Vakataka Sitefano, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

59 Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

59 Vachiri kumutaka namabwe, Sitefani akanyengetera, akati, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:59

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy