Mabasa 7:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona55 Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa mudenga akaona mbiri yaMwari, Jesu amire kurudyi rwaMwari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Asi iye azere noMŋeya Mutȿene, akatarisisa kuɗeŋga, akaʋona kubginya kwaMŋari, naJesu amire kuruʋoko rworudyi rwaMŋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa kudenga, akaona kubwinya kwaMwari, naJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa mudenga akaona mbiri yaMwari, Jesu amire kurudyi rwaMwari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Asi Sitefani, azere noMweya Mutsvene, akatarisa kudenga akaona kubwinya kwaMwari, uye Jesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari. Viz kapitola |