Mabasa 7:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona53 Imi makagamuchira mutemo sokupiwa kwawakaitwa navatumwa asi hamuna kuuchengeta.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Iyemi, makapiwa murairo seɀawakarairwa naʋatumŋa, mukasauceŋgeta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Iyemi, makapiwa murayiro sezvawakarayiwa navatumwa, mukasauchengeta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Imi makagamuchira mutemo sokupiwa kwawakaitwa navatumwa asi hamuna kuuchengeta.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 iyemi makagamuchira murayiro wamakapiwa kubudikidza navatumwa, asi mukasauteerera.” Viz kapitola |