Mabasa 7:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona51 Imi vanhu vomusoro wakaoma, vanhu vomwoyo isinei naMwari, venzeve dzisingadi kunzwa zvaMwari, vanhu vokurwisana naMweya. Zvaiita madzibaba enyu ndizvowo zvamunongoita.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Imi ʋemitsipa mikukutu, musinakudziŋgiswa pamŋoyo nenzeʋe, munogara mucidziʋisa Mŋeya Mutȿene; samadziɓaɓa enyu, nemi ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 “Imi vemitsipa mikukutu, musina kudzingiswa pamwoyo nenzeve, munogara muchidzivisa Mweya Mutsvene; samadzibaba enyu, nemiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Imi vanhu vomusoro wakaoma, vanhu vomwoyo isinei naMwari, venzeve dzisingadi kunzwa zvaMwari, vanhu vokurwisana naMweya. Zvaiita madzibaba enyu ndizvowo zvamunongoita.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 “Imi vanhu vemitsipa mikukutu, vane mwoyo nenzeve dzisina kudzingiswa! Makangoita samadzibaba enyu: Munogara muchidzivisa Mweya Mutsvene! Viz kapitola |