Mabasa 7:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino ʋakaita mhuru namazuʋa iwayo, ʋakaʋuya neciɓayiro kucifananidzo caʋo, ʋakafarira maɓasa amaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Zvino vakaita mhuru namazuva iwayo, vakauya nechibayiro kuchifananidzo chavo, vakafarira mabasa amaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ndiyo nguva yavakaumba chifananidzo chakaita semhuru. Vakauya nezvibayiro kwachiri vakachipemberera vachikudza chinhu chakaitwa namaoko avo. Viz kapitola |