Mabasa 7:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 ‘Ndini Mwari wamadzibaba ako, Mwari waAbhurahamu naIsaki naJakobho.’ Mosesi akadedera akatya kutarisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ndini Mŋari wamadziɓaɓa ako, Mŋari waAbrahama, nowaIsaka, nowaJakobo. Ipapo Mosesi akaɗeɗera, akatya kucerekedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 ‘Ndini Mwari wamadzibaba ako, Mwari waAbhurahamu, nowaIsaka, nowaJakobho.’ Ipapo Mosesi akadedera, akatya kucherekedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 ‘Ndini Mwari wamadzibaba ako, Mwari waAbhurahamu naIsaki naJakobho.’ Mosesi akadedera akatya kutarisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 ‘Ndini Mwari wamadzibaba ako, Mwari waAbhurahama, Isaka naJakobho.’ Mozisi akadedera nokutya akatadza kana kutarisa. Viz kapitola |