Mabasa 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Munhu iyeyo akabata rudzi rwedu noujarijari. Akamanikidza madzitateguru edu kuti vayanike vacheche vavo kuti vafe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Iye akaɓata rudzi rweɗu namano, akatambudza madziɓaɓa eɗu, akaʋaraira kuti ʋarashe ʋacece ʋaʋo, kuti ʋarege kuraramiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Iye akabata rudzi rwedu namano, akatambudza madzibaba edu, akavarayira kuti varase vacheche vavo, kuti varege kuraramiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu iyeyo akabata rudzi rwedu noujarijari. Akamanikidza madzitateguru edu kuti vayanike vacheche vavo kuti vafe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akabata vanhu vedu zvakaipa akadzvinyirira madzitateguru edu achivamanikidza kuti varase vana vachangoberekwa kuitira kuti vagofa. Viz kapitola |