Mabasa 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Nguva yezvakanga zvatsidzirwa Abhurahamu naMwari payakanga yava kusvika, vanhu vakawanda, vakava vazhinji Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ŋguʋa yecipikirwa cakaŋga capikirwa Abrahama naMŋari, yakati icisweɗera, ʋanhu ʋakawanda, ʋakaita ʋazhinji muEgipita; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Zvino nguva yechipikirwa chakanga chapikirwa Abhurahamu naMwari, yakati ichiswedera, vanhu vakawanda, vakaita vazhinji muIjipiti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Nguva yezvakanga zvatsidzirwa Abhurahamu naMwari payakanga yava kusvika, vanhu vakawanda, vakava vazhinji Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Nguva yakati yaswedera yokuti Mwari azadzise chipikirwa chake kuna Abhurahama, uwandu hwavanhu vedu muIjipiti hwakawedzerwa zvikuru. Viz kapitola |